Duramazwi01 / 03chirindiraChirindira itsika yokubvisa mari yokutenga zviyo kuvanhu vanoda mari padoro, zvozo-torwa mumashure.Verenga→
Duramazwi02 / 03chirindoChirindo kadumba kaduku keuswa kanovakirwa kumunda pakakwirira, kuti vanhu vakwanise kuona zvingada kudya mbeu zvichiri kure.Verenga→