KwaunobvaDuramazwiCchirindo

Duramazwi · zita

chirindo

Zvinoreva

Chirindo kadumba kaduku keuswa kanovakirwa kumunda pakakwirira, kuti vanhu vakwanise kuona zvingada kudya mbeu zvichiri kure.

1

Kune makudo munhu anotogara muchirindo pazhizha.

Chirindo kadumba kaduku keuswa kanovakirwa kumunda pakakwirira, kuti vanhu vakwanise kuona zvingada kudya mbeu zvichiri kure.

Murindi wamakudo akanga akadenengara pamusoro pechirindo, achiona munda wese.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chiringa [charinga]

Chiringa kuda kuonesesa munhu achitarisa kose kose.

Verenga

Swipe for the next word