KwaunobvaDuramazwiCchiringa [charinga]

Duramazwi · zita

chiringa [charinga]

Zvinoreva

Chiringa kuda kuonesesa munhu achitarisa kose kose.

1

Chiringa kuda kuonesesa munhu achitarisa kose kose.

2

Chiringa kutarisa chinhu, wopedza nguva refu wakangotarisa, wombokanganwa zvauri kuita.

Ukaita chiringa mudhorobha unotsikwa nemotokari.

Mamwe mazwi ane C

C

Swipe for the next word