Duramazwi
chiriporipocho
prompt
Duramazwi
prompt
[chiriporipotyo, chiriporipo] Iyi inguva diki diki inobva yangoitika chinhu pakare ipapo.
[chiriporipotyo, chiriporipo] Iyi inguva diki diki inobva yangoitika chinhu pakare ipapo.
Kuti buku kurutsa kunongoitika chiriporipocho munhu asingafungiri kuti angarutsa.
Kuti denyu kunyangarika chiriporipocho uye zvachose.
Kubvurubvujuka kumuka kunoita mhuka chiriporipocho.
Duramazwi
01 / 03chiriporipotyo
VerengaSwipe for the next word