KwaunobvaDuramazwiCchiriporipotyo

1

Kana tsotsi ikakwakura bhegi kana chikwama inenge yazvibvuta chiriporipotyo.

Kana munhu akakudubuka anenge adonha chiriporipotyo asingambozvifungiri.

Tinoshandisa zvino kureva kuti nguva iyoyo, chiriporipotyo.

Zvine chekuita

chiriporipocho

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chiriridza

Kuchiriridza motokari kuimisa zvishoma nezvishoma.

Verenga

Swipe for the next word