KwaunobvaDuramazwiCchiriro

Duramazwi · zita

chiriro

chihwi-ihwi-i

Zvinoreva

Chiriro ruzha rwunoburitswa nevanhu vakawanda, vari kuchema.

1

Chiriro ruzha rwunoburitswa nevanhu vakawanda, vari kuchema.

Chiriro ruzha rwunoburitswa nevanhu vakawanda, vari kuchema.

2

Nyunyuto.

Zvakafanana

chihwi-ihwi-i

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chiritarita

Kana munhu a-chikosora chiritarita anenge achikosora zvisina magumo, achiita chikosoro chakadzika.

Verenga

Swipe for the next word