KwaunobvaDuramazwiUungudza

Duramazwi

ungudza

Zvinoreva

Kuungudza kuchema nezwi riri pamusoro, rinonzwisa tsitsi.

1

Kuungudza kuchema nezwi riri pamusoro, rinonzwisa tsitsi.

Vakati vachisuka ndiro panze kwave kungodzungudza musoro misodzi ndokutanga kubuda.

Vakadzungudza musoro wavo chokwadi vafunga zvaive zvabva kuitika zuro wacho.

Akadzungudza musoro wake chokwadi achinyatsoona kuti apa ndiye chaiye aive arongerwa.

Mamwe mazwi ane U

U

Duramazwi

01 / 03

unguka

Kuunguka kubva kunoita zvinhu zvinenge zviri nechapamusoro pachisara zvezasi.

Verenga

Swipe for the next word