Duramazwi
Zvinoreva
Kuungura kubvisa zvinhu zvinenge zviri pamusoro pezvimwe.
Kurudza.

Kana izvi zvichinge zvangoitika, vakuru vakuru vaiendako vachisvikoteterera kuvakuruvakuru venyika kuti varegerere nokusunungura nyakutadza.
Hazvibatsiri kukungura/kuzodemba iwe watopinda mumatambudziko.
Hama dzedu idzi dzakazvipira kusunungura nyika yedu nokudaro rava basa redu tose kuti tizvipirewo kuchengetedza rusununguko urwu.

Mamwe mazwi ane U
UDuramazwi
01 / 03ungururu
Kana munhu akati ungururu anenge akagara pane vamwe akanyararisa nokuda kokuti a-
VerengaSwipe for the next word