Duramazwi
Zvinoreva
Kuunguza kuita kuti munhu anzwe kuneta kana kuita seakadhakwa.
1
Kuunguza kuita kuti munhu anzwe kuneta kana kuita seakadhakwa.
Tadiwa akangozunguza musoro kwave kutanga kuenda.
2
Kuunguza kukangaidza vamwe uchiita ruzha rukuru.
Maridziro anoita mwana uyu redhiyo iri pamusorosoro anounguza.
Mamwe mazwi ane U
UDuramazwi
01 / 03ungwandangwanda
Ungonjongonjo.
VerengaSwipe for the next word