KwaunobvaDuramazwiUungwaru

Duramazwi · zita

ungwaru

discernment · intellect · wisdom

Zvinoreva

Uchenjeri.

1

Uchenjeri.

Chirevo ichi chinoumbwa nemazwi ane udzamu kana kuti ungwaru.

Munhu angava ane mari, dzidzo ungwaru, zvipfeko kana pfuma asi kana asina hunhu haasi munhu anogamuchirika muupenyu.

Dama mashoko ane ungwaru, anotaurwa nomunhu kune mumwe kana kuti kuchaunga chevanhu.

Mamwe mazwi ane U

U

Duramazwi

01 / 03

unhari

Unhari kutaurisa komunhu, asingadi kupawo vamwe mukana wokutaura.

Verenga

Swipe for the next word