Duramazwi · zita
njere
insightful · wisdom · insight · intellectual · intelligence
Duramazwi · zita
insightful · wisdom · insight · intellectual · intelligence
Njere chipo chiri pamunhu chinoita kuti akwanise kufunga. Munhu anokunda zvimwe zvisikwa zvose panyika nokuti akapuwa njere naMwari.
Njere chipo chiri pamunhu chinoita kuti akwanise kufunga. Munhu anokunda zvimwe zvisikwa zvose panyika nokuti akapuwa njere naMwari.
Zimbabwe haichada vanhu vanogarira maoko, tinofanira kushangazhika tichishandisa njere nesimba redu zvatakapiwa naZame.
Iwe shamwari hatidi munhu anodhakwa zvokubva arasa njere.
Musikana uyu haasi dutununu, ane njere zhinji.
Njere kudzama kana kuti kupinza kwepfungwa dzemunhu. Mwana ane njere anodadisa vabereki nokuti anenge achibudirira muzvidzidzo zvake.
pfungwa · uruzvi · nzero
Duramazwi
01 / 03njerenjere
Njerenjere isimbi yakatenderera inobviswa pavhiri rebhasikoro inowanzotambiswa nevana vadiki vachiitenderedza nerutanda.
VerengaSwipe for the next word