Duramazwi · zita
Zvinoreva
Rukweza.
1
Rukweza.
Njera yomusaririra ndiyo yeshiri.
Njera kadutu kezviyo kanenge kari pahuyo, kakamirira kukuyiwa.
Kana munhu achinzi akangwarisa anenge akachenjera zvekupfurikidza mwero.
2
Njera kadutu kezviyo kanenge kari pahuyo, kakamirira kukuyiwa.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03njere
insightful
VerengaSwipe for the next word