KwaunobvaDuramazwiRrukweza

Zvinoreva

Rukweza imbesa ine tsanga diki diki dzakatsvukuruka, dzinokuyiwa kuita upfu hwokubikisa sadza, kana kunyikwa kuita mumera wokubikisa doro kana maheu.

1

Rukweza imbesa ine tsanga diki diki dzakatsvukuruka, dzinokuyiwa kuita upfu hwokubikisa sadza, kana kunyikwa kuita mumera wokubikisa doro kana maheu.

Tsapi kamba kadiki kanochengeterwa mhunga kana rukweza rusati rwapurwa.

Kutsondokota kupura rukweza kana chimwe chirimwa zvokuotesa.

Makoto marara anosara panopurwa rukweza, anogona kuzopurwazve kuti turukweza twunenge twasara twudonhe.

Zvakafanana

zviyo · garinhi · mungoza · njera

Mamwe mazwi ane R

R

Swipe for the next word