Duramazwi · zita
Zvinoreva
Rukwa mushonga unoteyewa pazvinhu zvakaita semichero kana zvirimwa, wokuti kana munhu ava kuba haazokwanisi kubva-PO.
1

Twana ikatsi yemusango ine mavara nemakumbo marefu inodya makonzo, zvibhuru rukwa neshiri.
Rukwa mushonga unoteyewa pazvinhu zvakaita semichero kana zvirimwa, wokuti kana munhu ava kuba haazokwanisi kubva-PO.
Wakaona kuti ngano inenge iri nyaya yakarukwa zvine unyanzvi.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03rukwakwa
Rukwakwa rudzi rwechishongo chomucheno chinopfekwa navanhukadzi muhuro.
VerengaSwipe for the next word