Duramazwi
rukutu
benumbed
Duramazwi
benumbed
Kuti rukutu kushaya simba mumuviri, nokuda kokuneta kana kurwara.
Kuti rukutu kushaya simba mumuviri, nokuda kokuneta kana kurwara.
Vaingonzwa muviri wavo wakati rukutu kuneta.
Kuti rukutu kushaya simba mumuviri, nokuda kokuneta kana kurwara.
Kana munhu akanana anenge akangoti rukutu, achiita zvinhu zvekungorembuka-rembuka, zvisina kuchangamuka.
mvukuchu · guchutu
Duramazwi
01 / 03rukuva
Rukuva inzvimbo inogadzikwa midziyo yomumba, kunyanya hari, poto nendiro.
VerengaSwipe for the next word