Duramazwi
Zvinoreva
Kuti rukushu kurara wakaneta, muviri usina simba.
1
Kuti rukushu kurara wakaneta, muviri usina simba.
Kuti rukushu kurara wakaneta, muviri usina simba.
Kana munhu ati vhurukushu anenge agara pasi achiratidza kushaya simba.
Kuti vhurukushu kumuka kunoita mhuka yavhundutswa uye yanga yakarara.
Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03rukutika
Kurukutika kushaya simba mumuviri, nokuda kokurwara kurwara kana kuti kuneta.
VerengaSwipe for the next word