Duramazwi · zita
mukiriwanimakunha
Zvinoreva
Rukunha chirimwa chinotanda, chinobereka mashamba madikidiki anopiwa n'ombe.
1

Rukunha rudzi rwemashamba madiki, akati omei, anopiwa n'ombe kana nguruve kuti dzidye.
2

Zvakafanana
mukiriwani · makunha
Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03rukuni
Rukuni muti mudiki wakaoma uri mutete, uye wakati rebei, wakavhunika kana kutemwa, unoshandiswa kuvesa moto.
VerengaSwipe for the next word