KwaunobvaDuramazwiRrukukundwa

Duramazwi · zita

rukukundwa

Zvinoreva

Ivhu risina kudya kwakakwana.

1

Ivhu risina kudya kwakakwana.

Rukukundwa isora pfupi rinomera pavhu risina chokudya chakawanda.

Rukukundwa zvimavhu nemarara zvinokukurwa nemvura kana rwizi rwuchiyerera nesimba, zvozosiyiwa kana mvura yave shoma.

Rukukundwa inzvimbo inenge ine ivhu rinorimika shoma, nokuti pasi paro panenge pane dombo kana rimwe ivhu risingakudzi mbeu.

2

3

Rukukundwa isora pfupi rinomera pavhu risina chokudya chakawanda.

4

Rukukundwa zvimavhu nemarara zvinokukurwa nemvura kana rwizi rwuchiyerera nesimba, zvozosiyiwa kana mvura yave shoma.

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

rukukwe

Rukukwe chimeti chakarukwa nenhokwe kana netsanga, chinoshandiswa kugarira kana kurara.

Verenga

Swipe for the next word