KwaunobvaDuramazwiRrukuni

Zvinoreva

Rukuni muti mudiki wakaoma uri mutete, uye wakati rebei, wakavhunika kana kutemwa, unoshandiswa kuvesa moto.

1

Karukuni kanyoka kadiki, kapfumbu, kanomonera pahuni zvokuti hakatomboonekwi.

Kuti chenyengu kukwapuka kweganda pachionekwa zviri pasi. Akanzi chenyengu nerukuni akasara ava nezironda.

Zvakafanana

huni

Zvine chekuita

rutanda

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

rukusha

Rukusha ndechi-nosungirwa nevanhukadzi muchiuno kuti nhumbi dzakapfekwa dzimire zvakanaka pamiviri yavo.

Verenga

Swipe for the next word