Duramazwi · zita
huni
firewood · wood
Duramazwi · zita
firewood · wood
Huni miti yakaoma inoshandiswa kuvesa moto mudzimba.
Huni miti yakaoma inoshandiswa kuvesa moto mudzimba.
Muchina uyu hauchakwanisa kucheka huni nokuti mota yacho yakafa. Haichatendereri.
Mukadzi akaunganidza huni dzake ndokudzisunga namakavi.
Chimvari chakabuda pamoto pavaikuvira huni.
Duramazwi
01 / 03hunje
Hunje musikana asvika pazera rekuroorwa.
VerengaSwipe for the next word