KwaunobvaDuramazwiHhunya

Duramazwi · zita

hunya

Zvinoreva

Finyamo.

1

Finyamo.

Kubhunya kuputsa zvinhu zvinenge zvavakwa kana kuti zvinenge zvakarongedzwa zvakanaka.

Kana munhu akabhunya urongwa hwezvinhu anenge aita kuti chimwe chinhu chikundikane chero zvazvo changa chava pedo nokubudirira.

Mamwe mazwi ane H

H

Swipe for the next word