KwaunobvaDuramazwiHhunza

Zvinoreva

Hunza idanga rehwai kana mbudzi rakakomberedzwa nematombo

1

Hunza idanga rehwai kana mbudzi rakakomberedzwa nematombo

Hunza igomba rinocherwa nechinangwa chekuteya mhuka kuti dzipindemo.

Hapana wavakavhunza havo nezvazvo asi zvaivanetsa mupfungwa.

Zvakanakavo kuvhunza shamwari dzako mamwe mazwi avanoziva akaumbwa zvakasiyana asi achireva zvakafanana.

2

Hunza igomba rinocherwa nechinangwa chekuteya mhuka kuti dzipindemo.

Zvakafanana

chirugu

Mamwe mazwi ane H

H

Swipe for the next word