KwaunobvaDuramazwiCchirugu

Duramazwi · zita

chirugu

Zvinoreva

Chirugu idanga kana kuti imba inorara huku,

1

Chirugu idanga kana kuti imba inorara huku,

Zariro rimwe remapango anoshandiswa kuvhara musuwo wedanga kana chirugu.

Chirurwi chirugu chinorara mhuru dzemombe.

Bere rakati bvodyo kupinda muchirugu richibva radya mbudzi mbiri.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chirugwi

Chitumba chehuku pano ruzivo.

Verenga

Swipe for the next word