KwaunobvaDuramazwiCchirugwi

Duramazwi · zita

chirugwi

Zvinoreva

Chitumba chehuku pano ruzivo.

1

Chitumba chehuku pano ruzivo.

Vanhu vose vakange vauya vakagadzirira zvombo zvehondo ndokusvikokomba chirugwi chiya vachibva vaibata.

Mukwasha akachama kuvakira vatezvara chirugwi chehwai dzavo nezuva rimwe.

Haina kunge yaziva kuti vanhu vakange vanyeurirwa kare nechirikadzi iyi kuti painge paita munhu muchirugwi chayo.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chiruka

Kuchiruka kusvetukira mudenga pakutamba kana pakudarika chimwe chinhu.

Verenga

Swipe for the next word