Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chirume munhurume anozikanwa netsika yokupfimba vakadzi.
Chirume maitiro evanhurume.

Chirume kuita zvinhu wakashinga sezvinonzi zvinotarisirwa vanhurume.

Vakazoita vekubatiranwa nemadoctors echirume ndokuzombogara navo pasi kuti vava consele.

Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chirumiko
Chirumiko inyanga kana demhe rinoshandiswa nen'anga pakuburitsa zvikandwa zvinenge zviri mumuviri womurwere.
VerengaSwipe for the next word