KwaunobvaDuramazwiCchirukwa

Duramazwi · zita

chirukwa

tapestry

Zvinoreva

Chirukwa chitivi chejuzu kana chii zvacho chinenge chichirukwa.

1

Chirukwa chitivi chejuzu kana chii zvacho chinenge chichirukwa.

Chirukwa changu chabuda zvakanaka, kunyanya mavara aya.

Gumbeze chisonwa kana chirukwa chikobvu, chinodziya, uye chinofugwa pakurara.

Kana chisonwa kana chirukwa chati dudunu chinenge changoerekana chabvaruka.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chirume

Chirume munhurume anozikanwa netsika yokupfimba vakadzi.

Verenga

Swipe for the next word