Duramazwi · zita
mhombwe
adulterer
Duramazwi · zita
adulterer
Mhombwe murume anoita zvechihure, achirara nevakadzi vakasiyana siyana, vaasina kuroora.

Mhombwe munhu ane chipo chokufefetedza.
Mhombwe murume anoita zvechihure, achirara nevakadzi vakasiyana siyana, vaasina kuroora.
Pakataurwa mabasa ake eumhombwe akanga ava kungoti sweta sweta sembwa yarumwa nedzimwe.
Duramazwi
01 / 03mhomha
Kana moto wamhomha unenge wadzima kana kuti wava kubaka zvishomashoma.
VerengaSwipe for the next word