Duramazwi · zita
mhomho
crowd · mob
Duramazwi · zita
crowd · mob
Mhomho vanhu vazhinji vakaungana.
Mhomho vanhu vazhinji vakaungana.
Mhomho yevanhu yakadungamidzana ichipinda munhandare kunoona nhabvu.
Uku kurwa kuya kunoita vanhu vachiuya vakawanda kuita mhomho chaiyo.
Duramazwi
01 / 03mhonda
Mhonda ibazi remuti rine kumusoro kwakatsaukana.
VerengaSwipe for the next word