KwaunobvaDuramazwiMmhondi

Duramazwi · zita

mhondi

assassin · gunman · murderer · murderous · killer

muurayigashwadzvukamanja

Zvinoreva

Mhondi munhu anouraya vamwe vanhu.

1

Mhondi munhu anouraya vamwe vanhu.

Mhondi iya yaendeswa kubondero nemutongi wemhosva.

Mhondi munhu anouraya vamwe vanhu.

Kunzwa kuti ndaive ndakutoita chivi chehumhondi chaicho.

Zvakafanana

muurayi · gashwa · dzvukamanja

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mhondoro

Mhondoro mudzimu unochengeta vanhu vedunhu.

Verenga

Swipe for the next word