Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mhondwa imhuka inenge yafa yega.
1
Mhondwa imhuka inenge yafa yega.
Mhondwa imhuka inenge yafa yega.
2
*Mhondwa* mukadzi aiwanzoerekana auya ega munyika, kazhinji ozopiwa mambo.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mhondya
Mhondya kakwenzi kasina dzinde kanoita maruva anonhuwa akatsvuka seraranji.
VerengaSwipe for the next word