Duramazwi · zita
Zvinoreva
Gumbi kanzvimbo kanenge kaine ruvara rwako kega pachinhu.
Ichi chimwe chidao chavaera Shumba veMukuruwambwa.
Gumbi vanhu vanenge vakaungana pamwe chete.

Gumbi remombe imombe dzakawanda, kazhinji kana dziri dzemunhu mumwe chete.

Zvakafanana
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03gumbidika
Kugumbidika kusagadzikana kunoita munhu, kunyanya aita mhosva, asingadi kuti azikanwe kuti ndiye aipara.
VerengaSwipe for the next word