KwaunobvaDuramazwiGgumbidika

Duramazwi

gumbidika

Zvinoreva

Kugumbidika kusagadzikana kunoita munhu, kunyanya aita mhosva, asingadi kuti azikanwe kuti ndiye aipara.

1

Kugumbidika kusagadzikana kunoita munhu kana paine chinhu chaanodisa kuti chiitike asi achitya kuti chingangokona kubudirira.

2

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gumbikumbi

Gumbikumbi muzasi mehozi yakavakwa yakategerwa namatombo.

Verenga

Swipe for the next word