KwaunobvaDuramazwiGgumbeze

Zvinoreva

Gumbeze chisonwa kana chirukwa chikobvu, chinodziya, uye chinofugwa pakurara.

1

Wegudza ndowegudza kufuga gumbeze rinotsva.

Kumuka kwejaya gumbeze rinongonzi waranu, kwakadaro uko potserei.

Gumbeze chisonwa kana chirukwa chikobvu, chinodziya, uye chinofugwa pakurara.

Zvakafanana

jira · gudza · gomboko · bhurangeti

Mamwe mazwi ane G

G

Swipe for the next word