Duramazwi · zita
Zvinoreva
Gumbeze.
1
Gumbeze.
Akatora gudza rake ndokufuga achibva arara pakare.
Kuti katanu kubvisa zvipfeko nekuchimbidza uchikanda kwakadaro uko. Akati _nhumbi katanu, ndokupinda muma-gudza_.
Vakadzungudza musoro wavo chokwadi vafunga zvaive zvabva kuitika zuro wacho.
2
Gudza igumbeze rakarukwa nerwodzi.
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03gudzadumbu
Gudzadumbu munhu ane zidumbu zihombe.
VerengaSwipe for the next word