Duramazwi · zita
Zvinoreva
Gudzaromo imari kana chimwe chinhu chinopiwa munhu muchihwande uye zvisiri pamutemo, semubhadharo wekuti afambise basa raanenge anzi aite.
1

Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03gudzazwi
Gudzazwi chimuchina chinoshandiswa nemunhu, kana achitaura nevanhu vakawanda, kuitira kuti izwi rake risvike kure.
VerengaSwipe for the next word