Duramazwi · zita
jira
cloth · fabric · swaddling · cloth; fabric
Duramazwi · zita
cloth · fabric · swaddling · cloth; fabric
Jira mucheka unoshandiswa kusona hembe.
Jira mucheka unoshandiswa kusona hembe.
Zano ndega akasiya jira mumasese.
Jira rake rakange rasakara zvokuti pavakangokweverana rakabva rangoti mwetu kubvaruka.
Jira iri rakati faranu, zvokuti rinogona kufukwa kana nevanhu vatatu.
Jira mucheka unoberekeswa mwana kumusana.
Gumbeze.
Duramazwi
01 / 03jiri
Jiri inzvimbo ine mishuku kana kuti mizhanje yakawanda yakamera pedo napedo. Vanhu vanotengesa mashuku ava havadhuri nokuti vanoita zvokungondomanonga kujiri.
VerengaSwipe for the next word