Duramazwi · zita
Zvinoreva
Jiti mutambo wekuimba nekudzana pachiridzwa ngoma, unotambwa nevasikana nevakomana ari manheru.
Kuti jiti kujanhuka uchibva pakakwirira uchienda pakadzikira.

Sungura ndemumwe yemisambo yemimhanzi inoridzwa muZimbabwe, magitare acho achikasikira zvinoita kuti munhu akwanise kutamba jiti.

Zvakafanana
Mamwe mazwi ane J
JDuramazwi
01 / 03jitika
Kujitika kuburuka pakakwirira pawanga uri. Ajitika mundege nhasi mangwanani chaiwo.
VerengaSwipe for the next word