KwaunobvaDuramazwiJjiri

Duramazwi · zita

jiri

Zvinoreva

Jiri inzvimbo ine mishuku kana kuti mizhanje yakawanda yakamera pedo napedo. Vanhu vanotengesa mashuku ava havadhuri nokuti vanoita zvokungondomanonga kujiri.

1

Jiri inzvimbo ine mishuku kana kuti mizhanje yakawanda yakamera pedo napedo. Vanhu vanotengesa mashuku ava havadhuri nokuti vanoita zvokungondomanonga kujiri.

Jairosi Jiri ndichamakuwende akatangisa basa rokuchengeta zvirema nokuzvidzidzisa mabasa anobatsira muZimbabwe.

Mamwe mazwi ane J

J

Duramazwi

01 / 03

jita

Jita munhu anovimbwa naye namambo, anomumiririra kana asipo uye anotumwa nguva zhinji.

Verenga

Swipe for the next word