KwaunobvaDuramazwiJjitika

Duramazwi

jitika

Zvinoreva

Kujitika kuburuka pakakwirira pawanga uri. Ajitika mundege nhasi mangwanani chaiwo.

1

Kutauka kutamba uchiuruka mudenga nokujitika pasi.

Mamwe mazwi ane J

J

Duramazwi

01 / 03

jo

Kuti jo kunhonga kunoita huku kana shiri tsanga ichidya nomuromo.

Verenga

Swipe for the next word