KwaunobvaDuramazwiJjo

Zvinoreva

Kuti jo kunhonga kunoita huku kana shiri tsanga ichidya nomuromo.

1

Kuti jo kubaya chinhu uchishandisa chikunwe kana rutanda rutete.

2

Zvakafanana

cho · chobo · chohonyo

Mamwe mazwi ane J

J

Duramazwi

01 / 03

jobhukadhi

Mumakambani, jobhukadhi ibepa rinonyorwa basa rinotarisirwa kuitwa zuva roga roga.

Verenga

Swipe for the next word