KwaunobvaDuramazwiJjita

Duramazwi

jita

Zvinoreva

Jita munhu anovimbwa naye namambo, anomumiririra kana asipo uye anotumwa nguva zhinji.

1

Mamwe mazwi ane J

J

Duramazwi

01 / 03

jiti

Jiti mutambo wekuimba nekudzana pachiridzwa ngoma, unotambwa nevasikana nevakomana ari manheru.

Verenga

Swipe for the next word