KwaunobvaDuramazwiBburuka

Duramazwi

buruka

descend · godown

-dzika-kwira

Zvinoreva

Kuburuka kudzika kubva pazvinhu zvakaita somumuti, pahachi, mubhazi kana pamwewo pawambenge wakakwira.

1

Kuburuka kudzika kubva pazvinhu zvakaita somumuti, pahachi, mubhazi kana pamwewo pawambenge wakakwira.

BaTakue vakazosvika mutown naTadiwa wavo kwave kubva vaburuka ndokuenda kumusika.

Tichisvika pachikoro ndakaburuka ndichibva ndakuenda kuclassroom kwangu.

Pavakadonha akazongokaruka aburuka pamubhedha ndokutanga kunamata.

Zvakafanana

-dzika

Zvakasiyana

-kwira

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

buruko

Buruko inzira yekudzika nayo kubva panzvimbo ine mawere.

Verenga

Swipe for the next word