Duramazwi · zita
Zvinoreva
Burumbu imhosva hombe.
Kuti burumbu kutaura zvisinganzwiki.
1
Burumbu imhosva hombe.
Kuti mburumbu kutaura sezvinonzi mumuromo makazara zvinhu zvaunenge uchitsenga.
Izvi zvinhu zvakawanda zvinenge zviri pamwe chete. Hombarume ndakaiona nemusumburumbu weshiri.
Svumburumbu ibundu reshinda yakamonerwa panhu pamwe chete.
2

Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03burumbundika
Kuburumbundika kutadza kubatika kwechinhu pamusaka pokuti chinenge chichitsvedza.
VerengaSwipe for the next word