Duramazwi
Zvinoreva
Kuburumbundika kutadza kubatika kwechinhu pamusaka pokuti chinenge chichitsvedza.
1

2
Kuburumbundika kukakamira pakutaura.
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03burunga
Burunga mwana wedatya, achiri mudikidiki, ane musoro muhombe.
VerengaSwipe for the next word