Duramazwi
ndandama
-mamata-ndandamirabvabvama-kakama
Duramazwi
Kana munhu achindandama anenge achitadza kunyatsodudza mazwi zvakanaka pakutaura.
Kana munhu achindandama anenge achitadza kunyatsodudza mazwi zvakanaka pakutaura.
Kana munhu achindandama anenge achitadza kunyatsodudza mazwi zvakanaka pakutaura.
Bibibi munhu asingagoni kunyatsotaura, anondandama.
Kukonzera bongozozo kana kundandama kwevanhu.
-mamata · -ndandamira · bvabvama · -kakama
Duramazwi
01 / 03ndandanda
Kuti ndandanda kuvepo kwevanhu kana zvinhu zvakawanda.
VerengaSwipe for the next word