KwaunobvaDuramazwiDdzadzama

Duramazwi

dzadzama

-gogonera

Zvinoreva

Kana chinhu chichidzadzama chinenge chine makomba-makomba.

1

Kudzadzama kutaura munhu achinonoka, achitadza kuburitsa mashoko zvakanaka.

2

Zvakafanana

-gogonera

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dzadzambidza

Kana uchidzadzambidza unenge uchiita zvinhu usinganatsogona.

Verenga

Swipe for the next word