KwaunobvaDuramazwiDdzadzambidza

Duramazwi

dzadzambidza

Zvinoreva

Kana uchidzadzambidza unenge uchiita zvinhu usinganatsogona.

1

Kana uchidzadzambidza unenge uchiita zvinhu usinganatsogona.

Kana vana vachidzidzira kuumba nevhu unongoona kuti zvinoumbwa zvacho ndezveku-dzadzambidza.

Kana uchidzadzambidza unenge uchiita zvinhu usinganatsogona.

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dzadzambira

Kudzadzambira kuedza kuita chinhu nomazvo.

Verenga

Swipe for the next word