KwaunobvaDuramazwiDdzadzanu

Duramazwi

dzadzanu

Zvinoreva

Kuti dzadzanu kubuda kwechinhu kubva pachakavanda, sezvakaita mumwena.

1

Kuti dzadzanu kubuda kwechinhu kubva pachakavanda, sezvakaita mumwena.

Ishwa dzakati dzadzanu kubuda mumwena dzaona mwenje.

Kuti dzadzanu kubuda kwechinhu kubva pachakavanda, sezvakaita mumwena.

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dzadzanuka

Kudzadzanuka kubuda kana kusimuka kwemunhu kubva makavanda.

Verenga

Swipe for the next word