KwaunobvaDuramazwiDdzadzara dzadzara

Zvinoreva

Kuti dzadzara dzadzara kutadza kufamba zvakarurama kunoitwa, kunyanya kana munhu akadhakwa.

1

Zvakafanana

pera pera

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dzadzarika

Kana munhu achidzadzarika anenge achifamba achinge oda kuwira pasi sezvinoita munhu akadhakwa.

Verenga

Swipe for the next word