KwaunobvaDuramazwiDdzadzarika

Duramazwi

dzadzarika

-tatarika-nzenzereka

Zvinoreva

Kana munhu achidzadzarika anenge achifamba achinge oda kuwira pasi sezvinoita munhu akadhakwa.

1

Kana munhu achidzadzarika anenge achifamba achinge oda kuwira pasi sezvinoita munhu akadhakwa.

Kunguzhaira kufamba munhu achidzadzarika, sezvinoita munhu adhakwa.

Kana munhu achidzadzarika anenge achifamba achinge oda kuwira pasi sezvinoita munhu akadhakwa.

Kuti mbeya mbeya kudzadzarika kunoita munhu akadhakwa.

Zvakafanana

-tatarika · -nzenzereka

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dzadzuka

Kudzadzuka kusimudzika kwechinhu chinorema kunoitika uchishandisa simba rakawanda.

Verenga

Swipe for the next word